Inner City Deanery consists of 7 parishes
1. Sacred Heart Cathedral
2. St Gerards Borrowdale incorporating Immaculate Conception Highlands (Nazareth House) & St Cecilia Charlotte Brooke
3. Holy Name Mabelreign
4. St Canisius Marlborough
5. Our Lady of the Wayside Mount Pleasant incorporating St John's Avondale (Emarald Hill)
6. Assumption of Our Lady Rhodesville
7. St Augustines Hatcliffe
Ndiri Pano Zvamandidaidza – N. Muchenu
M: Ndiri pano zvamandidaidza Mwari wangu nditumei
V: S/A Mupriste anosarudzwa naMwari achibva muvanhu achigadzwa kuti ashandire Kirike, apire zvipo, ave musvitsanisi pakati paMwari navanhu otadzana naKristo mupriste mukuru, muprofita nomudzidzisi, nokudaro Mwarii kutendeseka kwaKristo ngakuve kutendeseka kwavashumirivenyu
B Mupriste anosarudzwa naMwari achibva muvanhu, achigadzwa, kuti ashandire vanhu, apire zvipo, aregerere matadzo, otadzana naKristo, ova musvitsanisi pakati paMwari navanhu nokudaro kutendeseka kwaKristo ngakuvewo kwavapriste
Madetembo:
1.Iwe ndiwe mwana wangu nhasi uno ndava Baba vako
2.Ibva munyika yako napahama dzako uende kunyika yandichakuratidza ndichakukomborera
3.Marudzi avanhu achakomborerwa zvichibva nomauri
4.Ndichakomborera vaya vanokukomborera ndichitsvatawo vaya vanokushungurudza
5.Iwe uri mupristi warini narini pamagamuchidzanwa edzinza raMerekizedeki
Chorus:
S/A Tungamiraiwo Mwari Baba, avo vose vamakasarudza kuti vaite basa rokugamuchidza masakaramende, nokuparidza dama rakanaka, kuti nesimba renyu vagovimbika nokuzadzisa basa ravakagamuchira
B Mwari Baba, mwanakomana, namweya mutsvene, tarirai, tungamiraiwo vamakadaidza kumunda wenyu vakadaira, nesimba renyu vagovimbika nokuzadzisa basa ravakagamuchira
Venue: St Georges College, Borrowdale, Harare
Ещё видео!