@bantupumpfbktv1008 Murandakadzi anoti anokumbira rubatsiro, kubva muurombwa hwake, anova honzeri yekutambidzika kwaari kuita, another anotsvaga rubatsiro kwa Gogo Gonavaroyi, ivo vanotikuridzira imba ye dzimbahwe, regai kuromba, zvino sakisa matambidziko akawanda, we must learn to be content with the life we are given, poor or rich, this idea of enhancing powers, ndiko kuromba kwacho, nekuti kunouya nemhiko, vazhinji hatigone kuchengeta mhiko ndosaka Mwari NevaDzimu vedu vasingade kuti tiite zvine mhiko mukati, ndobviro-bviro dzekuromba, mhedzisiro matambudziko.
Ещё видео!