Mweya Musande Imi – A. R Augusto
M: S/A Mweya Musande imi, imi muri mubereki wangu
V: S/A Ndinosvoda nokuti nguva ndefu --- kukupai nzvimbo, imi mumoyo mangu
B --- Kutaura nemi --- ndakanga ndiisina-a, yamakagoverwa --- mumoyo mangu
Madetembo:
1. Ndipeiwo kunzwisisa kuti ndinofanira kukura – garai muchibata hana yangu
2. Nokuti nazvino ndichiri mucheche pauKristo – garai muchibata hana yangu
3. Kuti nditye nokuvenga, zvo-se zviri kunze kwokuda kwenyu – muchibata hana yangu
4. Ndibvisirwe zviya zvinogara zvichindishayisa-a-ka rugare – muchibata hana yangu
5. Kunyunyuta, kusatana kutsamwa, kuzvikudza – garai muchibata hana yangu
6. Kufungira vamwe zvakaipa, kufunga zvakasviba nokusada kuregerera vamwe – garai muchibata hana yangu
Chorus:
S/A Onai handigoni kukunda, nesimba rangu munozvikwanisa mandipa simba renyu
B --- Handigoni kukunda izvi zvose --- asi im-i --- ka-naa --- simba renyu
Ещё видео!